Samsung Mobile Phones

Samsung Mobile Phones

Samsung mobile phones

Open
HomeHealth

Polygamous Communities In Zimbabwe Have Lower HIV Infection Rates

6 months agoSat, 06 Jul 2024 19:13:20 GMT
Share on FacebookShare on TwitterShare on LinkedIn
Polygamous Communities In Zimbabwe Have Lower HIV Infection Rates

Studies on HIV prevalence in Zimbabwe have found that communities that practice polygamy tend to have lower rates of HIV infection compared to other settings, reported Health Times.

Polygamy refers to the practice of one man being married to multiple women at the same time.

In Zimbabwe, the HIV response emphasizes the importance of individuals limiting themselves to one sexual partner, as having multiple concurrent partners significantly increases the risk of HIV infection.

While numerous studies conducted across Sub-Saharan Africa have found that the practice of polygamy is associated with an increased risk of new HIV infections, some research also suggests that certain cultural practices observed within polygamous settings may play a role in regulating sexual behaviour and potentially mitigating HIV transmission in these communities.

Mashonaland West Province, for example, is a high HIV burden province in Zimbabwe with an estimated population of 1,245,000 and an estimated 143,000 people living with HIV from its seven administrative districts.

Buy Samsung, itel, Redmi smartphones in Zimbabwe

WhatsApp: +263715068543

Interestingly, Kariba District, which is known for having a higher prevalence of polygamous marriages, has the lowest HIV prevalence rates in the province.

Davison Mamombe, the National AIDS Council Programs Officer for Mashonaland West Province revealed that Kariba, despite being a polygamous community, has the lowest HIV and Sexually Transmitted Infections (STIs) burden in the province. He said:

In terms of the highest disease burden, Mhondoro Ngezi has the highest HIV burden in the province at 14.3% followed by Chegutu at 13.7% then Zvimba, at 12.6%, Makonde at 12%, Hurungwe at 11.06% and Kariba has 9%.

Kariba becomes unique in the sense that we have people who have strong cultural roots and those people practice polygamy.

However for an outsider to penetrate their circles, it becomes a challenge so because of that, HIV prevalence in those communities is very low including sexually transmitted infections.

In Matabeleland North province, Tsholotsho District has the highest HIV prevalence at 21.9% while Binga, also a highly polygamous community has the lowest HIV prevalence at 5.3%.

In a previous interview with the Chronicle, Amon Mpofu, the National AIDS Council’s (NAC) national director of monitoring and evaluation, highlighted that the Tonga people in Binga had valuable insights to share about how their cultural practices and beliefs have contributed to a lower HIV prevalence in their community compared to other regions in the country. He said:

HIV is a sexually transmitted disease as we all know and this means Tonga values are strong and as a result, the transmission is low. They also have strong values when it comes to marriage. They avoid casual sex and value marriage, something which we should all emulate.

However, National AIDS Council Chief Executive Officer, Dr Benard Madzima said polygamy was not the factor behind the low HIV prevalence in communities where polygamy is prevalent. He said:

Maybe the protective factor is not necessarily polygamy. The prevalence might be low but to attribute it to polygamy that’s where my question is.

More: Pindula News

Tags

65 Comments

Sanelisiwe · 6 months ago
First of all point of correction Polygamy does not only refer to the practice of one man being married to multiple women at the same time only. Polygamy is marriage in which a spouse of either **** may have more than one mate at the same time. So it can be either a woman with two or more partners or man with two or more. My opinion at Binga mostly why there is less STIs or STDs outbreak, the reason is because of juju. People fear being hexed.
Onnie theman · 6 months ago
Mwana wachivi thanks nekuudza vanhu chokwadi, wataura dama chairo
Mwana waChivi · 6 months ago
Tsika dzedu dzechivanhu ndizvo kuti murume anofanira kunge ayine vakadzi vazhinji.Chirungu tavanacho,chakatouya asi ngatizive kuti handizveduba.Onai mvana dzatave nadzo,nenhau yevarume vaneusinbe kuita basa nemurairo wetsika dzedu.Mvana haigariki nayo,munhu anodawo murume nguva dzose.Vakadzi vawandisa munyika,zvino tikasavaroora vochidiniwo akomana.Bhaibheri rinoti nenguva yekupedzisira vakadzi gumi vachaungana pamurume umwe chete.Tavemo munguva yekupedzisira ,moti kuchauya imwe nguva here!!! Varume ngatiroorei ,at least 5 pamurume wega wega,tingarerutsirana mutoro.Chimwe chi**** chokonzerwa nechirungu chatakada.Murume umwe nemkadzi umwe but realistically hakuna murume anogara zvigogarika nemkadzi umwe.Kuhura koga koga mumisha umo.Kuroora ibasa rinofadza Mwari.Vakadzi vakasikirwa kubara/kuzvara zvino imi munoita family planning,muri kugadzirei.Mkadzi akapiwa mkana wekubara hake ,kusvika panguva yekuguma naiye unenge atokura zvikuchatsvakana nechi**** haachaiti.Wake up varume,vakadzi ndevedu ava.Mapositora akakomborerwa akagara azviita.lsusu tongochema nemvana dzedu nevazukuru vane mitupo yakawanda wanda mumisha medu.
Mutupo · 6 months ago
Kwa chivi kupi uko? Isu tiri veku mhandamabwe
gokoko · 6 months ago
saka totoita vakadzi vakati wandeyi zvee zvinake
· 6 months ago
Ko ED akazora vakadzi vangani?
Auxillia · 6 months ago
Ini
@MAN To MAN · 6 months ago
Pamberi ne****👉👌
Rudo💅 · 6 months ago
NYo.ro.vh.ta ndizvo wangu😄fakha yena g.ol.o
maboss · 6 months ago
aids ingawanikwa kumachonyonyo here chi**** chishoma
ed huchi · 6 months ago
vakadzi varikudzvanyirira varume vanoti ndimirire Ivo vari kumamp vari vazvere uye kana vakurirwa apa murume anenge achirarama nei
👀👀 · 6 months ago
yabuda mune mumwe kuzouya mandiri hazvibude,ndoopatinozoita tit for tat ipapo
HIV · 6 months ago
hokoyoooo
HIV · 6 months ago
hoyoooo
Onnie theman · 6 months ago
Barika bhoe because mukadzi 1 kumuonesera especially ini ndineinogara takamira, madays aanenge arikumwedzi kana nhumbu ndinenge ndrilama1, so pamberi nebarika
Rudo💅 · 6 months ago
varume ngatirovei ****vhita tiri ziii hedu,chauya chauya.Chinhu mu****u!Ve statistics itayi henyu
Rudo💅 · 6 months ago
ndati ngatirovei n,yo.r.o.v.h.i.ta chinhu mu.d.u.m.bu. pindula hindava newe
dj TECH · 6 months ago
@jinda kunaka kunaka hayo asi xhimboita tichiona tozojoina kana. wapotswa 👀👀🚑🚑🚑🚑😭 saka yechema tops ani
sad emoji1
Rudo💅 · 6 months ago
@dj,usavhundutsirwa iwe kana ichamira mukana uchinawo.Kwapaidza ch.i.nh.u.Kusi kufa ndokupi nhayi TECH
REST IN PEACE JUNIOR KING · 6 months ago
REST IN PEACE JUNIOR KING
Mai Tinee · 6 months ago
afa nei
Ndevuzoqethu · 6 months ago
Binga and Kariba are Tonga territories, when a Tonga man marries a woman he puts a passcode so much so that no cheaters can access the honey pot. That's the reason for low hiv prevalence.
Osama · 6 months ago
I agree with you (passcode )
mambo · 6 months ago
Lower Gweru neShurugwi mukuti chii nayo
YamaNguni · 6 months ago
Pambeni nebarika, pasi nechi****
WekwaDade · 6 months ago
in my opinion it's better to bloom your true colors kana uchida 2 tora 2 thankunyepa kuvimbika ne 1 iwe une ma side chick hobho
BIG T 🫖☕🍵 The only big boy in town · 6 months ago
barika boe tochengetana takadaro
ko · 6 months ago
Kana uine mukadzi mumwe hausi murume murume anotangira pavaviri ndokuti murume
dhumbu · 6 months ago
mukadzi mumwe chete haavaridze
june · 6 months ago
kana murume 1 haavaraidxe haagone
Mr vurayai · 6 months ago
ngatitaure chokwadi please let us be men enough and stand for our rights hakuna murume chaiye anoda mukadzi mumwe Saka zvichit mukadzi kana musikana akadarika nepane varume vose vanoperekedza kusvika apota nemeso asi kana murume akadarika nepane vakadzi havarambi vakamuyeva. vanokonzera chi**** vanhu vanonyepers kuda mukadzi mumwe asi nepaseri voda kumbonzwa vamwe
Magaka · 6 months ago
Rooorai vakadzi guys pane kuunyepera kt 1 boooo imi mne vakadzi pespese kana vari panzvimbo imwe zvanzi zviri nani kkwete kkt havaite hiv
· 6 months ago
Ndosaka ichizom ichizonzi Mashonaland Worst
AAA · 6 months ago
99% yevarume vane more than 1 wife. bt varume are not man enough to fight for their rights. hakuna murume chaiye anoguta nemkadzi 1. tarisai huku, mbudzi, mombe, ndozvakangoitawo vanhu. AIDS varume tinopiwa kumasmall house uko becoz iwe uchibvako ini ndchiendawo. ska kuita barika kurinani bcoz varume vanotya kupfimba vachiziva kt mkadz wemnh. varume tinoda zvinhu, tirimabhuru
007 · 6 months ago
bt chokwad chiripo ft chekt pabarika ipapoo pane nhumbu dzevakadzi vari kto bdawo mumba ft mus**** mekunge baba vawandira kana kt varemerwa nekuriritira mhuri. ameno kt statistics dzavo vakadziongorora sei nekt. machurch emaparika andoziva haaende kuchipatara so vakavaoongorora seiko..??
Magaka mambishi · 6 months ago
Barika hariitwi nevemachurch chete hama
· 6 months ago
Are you also aware that 90% of men vari pabarkia? Vakadzi vari kuparika varume. Vakadzi vari kuh.u.r.a. mudzimba umu. Kungoti chete hazozviparidze zvijoita varume.
Anonymous · 6 months ago
Semukadzi wa Hebede andinetsa hanzi kemurume hakapindi ensure Saka anoda dongi rangu risigakwani mupa dei achiziva kuti ndakarivengasei rinonsitadzisa kunamata
@ magaka mambishi · 6 months ago
contrarily varume vatiri kutaura ndeve church barika outside church unotosimba nekushandsa mishonga kt vasaite misikanzwa. nekt kazhinjii ukaroora second or third wife waakuwandira kune wekupedzesera vamwe avaa vanenge vaakungwavhaa ngwavhaa cz 3 haungadzimhanye dzese uri one vachitendeseka kana pasna miti yaunoshandsa tisambonyeperanaa zvedu munohurirwaa mukazvirega itai zvenyu akadzii hobhoo megaa
gombototo · 6 months ago
mouraisa vanhu imi
😞 · 6 months ago
please stop mujolo
· 6 months ago
Then the human race will go extinct
Proudly Zimbabwean · 6 months ago
saka apa varikuedza kuti barika rakanaka here hayas
pastor chitapa · 6 months ago
Ichokwadi kuti varume vazhinji claim to be monogamous yet they are polygamists and it's better to marry if you feel like than to pretend
Mukoma Oncemore · 6 months ago
Vakadzi havazivi kuti varume vavo vane dzimwe mhuri nerweseri. Ma small house hobho. Barika rakanaka hapana kuvandirana
Boss Bee · 6 months ago
Ndicho chokwadi ichocho kana isu varumewo hatizivi kuti vakadzi vedu vane vamwe varume.
Anonymous · 6 months ago
Kubva nhasi ziva kuti wako ndewangu. Angamiriri kahwemisi Kako here ini Samanyika ndine nyoka.kkkkk
dj TECH · 6 months ago
tumaresearch twumukoto twe**** utwo!rimwe rinofiswa kuKariba uko richinz ndokuneMusbebhene mushoma 🚑🚑🚑🚑
. prosecutor general · 6 months ago
Mr June musataura zvisina proof tipei statistics based on your argument telling us about a given area of study
june · 6 months ago
polygamy ndiyo inotoudza Alds chii chinombodxi polygamy kutora vakdzi hombo handiti sakaAlds inokodzerwa nei ndopanenyaya
Magaka · 6 months ago
Kana mroora kbawa
Boss J · 6 months ago
Their research is based upon the number of people getting ARVs at clinics/hospitals & a're able to access information whether the patient is pabarika or not coz zvese izvi it's put on the patient's records. Like every statistics, it's never 100%
Ediots · 6 months ago
hapana hapo research in Zim to back up the assertions in Zim. in Zim Mapostori anoita barika are a closed community...studying them is a challenge but would provide crucial comparative data
wenjanja general · 6 months ago
taurai chokwadi kuti varume vanoti we are monogamous yet out there the opposite is true hence spreading the diseases better kuti ndine vakadzi two ava
Boss Bee · 6 months ago
zvakafananawo nevakadzi.
june · 6 months ago
polygamy ndoitori ne Alds nekuti kungohurana kwega kwega
gaucho of pampas · 6 months ago
true

Leave a Comment


Generate a Whatsapp Message

Buy Phones on Credit.

More Deals
Feedback