Redmi by Xiaomi

Redmi by Xiaomi

Xiaomi Mobile phones in Zimbabwe

Open
HomeEducation

Grade 7 Markers Yet To Be Paid - ARTUZ

1 month agoMon, 02 Dec 2024 13:02:22 GMT
Share on FacebookShare on TwitterShare on LinkedIn
Grade 7 Markers Yet To Be Paid - ARTUZ

Teachers who marked the Zimbabwe School Examinations Council (ZIMSEC) 2024 Grade 7 examinations have reportedly not received the ZiG component of their payment.

The Amalgamated Rural Teachers Union of Zimbabwe (ARTUZ) revealed that teachers who were involved in the moderation of CALA in September have not been paid 60% of the ZiG component of their dues. ARTUZ said:

Grade 7 results were released but the teacher remains unpaid. The teachers who conducted the moderation of CALA in September didn’t receive 60% of their payment, the ZiG component.

Travel and Subsistence, T&S allowances for the markers were not fully paid, 60% ZiG component of T&S still outstanding. 100% of the payment, (ZiG) for marking scripts is still to be paid.

ARTUZ said that, traditionally, results are only released once the markers have been paid and accused the government of becoming notorious for failing to meet its contractual obligations.

Buy Samsung, itel, Redmi smartphones in Zimbabwe

WhatsApp: +263715068543

The union has demanded the urgent payment of all outstanding allowances for teachers who ensured the timely evaluation and delivery of Grade 7 results.

More: Pindula News

Tags

16 Comments

Patz · 1 month ago
Muchapiwa kana isisina value. Varimi vanopedza gore vani vakamirira
Hamusati · 1 month ago
kuti uziwe kuwerenga nekunyora nditicha akakudzidzisa nhasi ashata ngatipe comment tafunga kwatakabva
zoʻoo · 1 month ago
mari kumunhu
ZANU PF(huchi) · 1 month ago
ngavambo dzikama ma teacher loud too much
...,. · 1 month ago
it is a cruel way of getting the zig artificial stability.
Imhenyu · 1 month ago
Yaa you trained to be teachers kuti mushandire mhuri dzenyu uye mushandire nekusimudzira dzidzo nenjere dzevana wedu,bt dambudziko ramuinaro nderekuti you are no longer patriotic you are now pathetic,, state the exact amount of money yamuri kuda kuti mubhadharwe maservices enyu,ndoati maservices bcoz hamuna production yamunobudisa per day or month,,muchaona kt chero government ikakupai that amount,, nekuda kwehunhu hwamave nahwo you will still be ungrateful and this chigroup chenyu cheArtuzi chinongotanga kukubatai pfungwa motangazve kutinyaudza,,muri macivil servants and zivai kt worldwide kucivil servants teacher ndiye the least paid so mukati murikuda kuwedzerwa mari it means kt ese macivil servants like army police health and the like vanenge votofanirwa kuwedzerwa mari dzawo kt gap renyu rirambe rakateedzana nevari pamusoro penyu, saka government yacho inopaita sei,,handinei nezvinozi nehurumende haina mari ndiri pakuti wedzerwai mari asi zivaiwo mwaka wekuti zvakuda kuti ichiwedzerwawo not every time it shows kuti mava nekaelement kekushusha ndipo paya patinozoita sekukushorai,, wedzerwai mombonyarara uye moshandawo zvinoonekwa,kana zvisingakuitire zveteaching zvacho siya,handicho chega
🤦🏽‍♂️ · 1 month ago
Ko rough ndeyeiko nhai Big Bhuru? If we compromise on the quality of education then out very future hangs in the balance.
bog bhuru dhoti · 1 month ago
iwe hanzi mari evaluation CALA ne marking of grade 7 not zvekuwedzerwa mari. uri dzukunundu
Ding Dong · 1 month ago
Ma teacher Zuva nezuva ririkuda Mari he basa redu hariiti ibva ku teaching kwacho uone kuti vana vanoshaya kudzidziswa here kana kumakwavoku Masasa Willovale vanayo here unongoda ma teacher. chete ndoasina Mari ma salary avanhu vose Sha rega u teacher hwacho
minister · 1 month ago
yamurikupiwa yakawanda idyai iyyo
Pardock🐂 · 1 month ago
nxaaa izvi zvichakonzeresa kt vamwe vampfanha varikuteera . Vazomakirwa zvisirizvo kn kt next yr maticha acho otoramba kumaka
waa · 1 month ago
Nemiwo munongoda zveku shandiswa mahara ,therefore get used to it....
🇿🇼44yrs · 1 month ago
Haaa saka kumarker kwacho kwaingove chero zvazvaita nekuti haungangotambiswa bhora risina kana pressure kkkkk chinyika chiri kunakidza ichi kkkk
Yoyoyo · 1 month ago
Rambai makashinga macomrades
fox · 1 month ago
tagara hatisisinei nayo... takutorova zvedu yema extra lessons kuti mu mame

Leave a Comment


Generate a Whatsapp Message

Buy Phones on Credit.

More Deals
Feedback