Anita's Natural Hair Care

Anita's Natural Hair Care

Products and Services for natural hair. Henna, Indigo, Hair Growth Oil, Antibreakage Treatments, Dandruff Treatments, Deep Moisture Treatments.

Open
HomeGeneral

UNICEF Commends Zimbabwe For Raising Age Of Sexual Consent To 18 Years

12 months agoTue, 16 Jan 2024 16:49:26 GMT
Share on FacebookShare on TwitterShare on LinkedIn
UNICEF Commends Zimbabwe For Raising Age Of Sexual Consent To 18 Years

The United Nations Children’s Emergency Fund (UNICEF) has commended Zimbabwe for raising the age of sexual consent from 16 to 18 years of age.

President Mnangagwa used his powers under the Presidential Powers (Temporary Measures) Act to gazette as the Statutory Instrument 2 of 2024 the Presidential Powers (Temporary Measures) (Criminal Laws (Protection of Children and Young Persons)) Regulations, 2024.

Under the regulations, even asking a person under 18 to take part in sexual or indecent acts is an offence.

The penalties are set at level 12 fines or a maximum of 10 years in jail.

In a recent statement, UNICEF Zimbabwe’s head of communication Yves Willemot, said the legislation raising the age of consent will cut the prevalence of cases of child sexual abuse. Reads the statement:

Buy Samsung, itel, Redmi smartphones in Zimbabwe

WhatsApp: +263715068543

UNICEF notes the passage of the legislation raising the age of consent for sexual relations to 18 years, which will contribute to a reduction of sexual abuse of children and adolescents, which continues to be a concern in Zimbabwe.

Available data suggest that in Zimbabwe, over a third of girls experience sexual violence before the age of 18 years. For most of these girls, the perpetrators are intimate partners.

Sexual violence on children has a significant impact on girls and boys who experience it. The effect is both physical as well as psychological.

As Zimbabwe implements the new legislation, UNICEF calls on the Government also to continue to invest in the prevention of sexual abuse of children and support to victims.

Based on the lessons from existing initiatives by the Government and partners, prevention and support programmes must be continued and scaled up.

Everybody in Zimbabwe must understand that sexual abuse of children is not acceptable, and they need to act accordingly and speak up.

Importantly, UNICEF also calls on all stakeholders to continue guaranteeing access to friendly services to promote health, well-being, and protection for adolescents and young people.

Children deserve to grow up in a safe environment. It is our shared responsibility to break the silence, to help prevent sexual abuse of children, and by extension all forms of violence against children, and to ensure children that are victims of violence, abuse and exploitation get the attention, assistance and support they need.

More: Pindula News

Tags

41 Comments

carlos · 12 months ago
iwe unoda kutarisa zvekumba kwevamwe kwako kwatariswa nani. rarama upenyu hwako kwete hwekumba kwevamwe kana wako atorwa you should act
cj · 12 months ago
vana vacho vegavega varikuita **** varivadiki zvoitwa sei
Hohoho · 12 months ago
Handioni chamunosweroudzana meno amire pano. President vakàti here kubva nhasi tichafamba tichisunga vakaita child marriage kare? Kubva musi waitwa promulgated mutemo uyu, avengers azviita ndiye anosungwa.
Humba · 12 months ago
haaa gyz musapinde ne moyo kkkk zve ma church evanhu siyanai nazvo ko sey vasingasungwe Mwari vacho ndiye anoita kuti zvidaro apana anoziva Mwari apa ,,,forcus on science and Maths vana imi,,,,18 yrs ndoo normal age
Boss Boss · 12 months ago
🐃 @Rudo Chi baby che Zanu ndinoziva kuti iwewe wakatanga kurara nemadhara eZanu Pf uyine 14 years becoz waida mari ne phone iya ye Blackberry payai netsa over 12 years ago. Wayi natso vhura makumbo ako uchifara chayizvo
@Boss Boss · 12 months ago
good morning Bvu Bvu Bvumbururu yeNdege welcome back under a new name
kamukono ketsambarafuta👉👌💧 · 12 months ago
ko chii chinokonzera umbonzwa kapain muurethra paunoita weti andina siki hey....ndatoo ne3 years ndisingakwire saka vanoti siki nyarrarai
Mudhara wechipatara · 12 months ago
ndosiki yacho wakainombora three years ago ipapo ipapo Ka pain Kari mu urethra kanongoreva kuti iri kukukwapaidza jahwi wakuvara nesiki iwewe hurûmé hako wakatoodzwa kare iwe wapfukutwa nesiki hauchazvarisi iwewe ukazvarisa unobarisa ma down syndrome wave mu secondary stage ye syphillis yatinoti mubhawa MAméé
ras · 12 months ago
@ banjul ,musarove **** makondomu ari muhomwe, munhu wamaka tamba naye akatopera soup chasara chirwere mutomuudzawo arapwe ,musanyare kuenda Ku clinic nekuti ndinoziva ndiyo weakness yevakawanda + musafurirwe ne team rema guchu munorohwa mari
UNICEF go to the shrines you will be shocked · 12 months ago
Hope that will be look at because shrines marry half of 18
Anonymous · 12 months ago
banjul · 12 months ago
what causes a pimple to form on the foreskin
Unknown · 12 months ago
Ndiyo yavanoti siki yacho iyoyo kana makambonzwawo nezvayo🌚
· 12 months ago
@banjul dzimwe nyaya hadzisi dzekubvunza pano.muka wakananga kuchipatara,pimple rotsvagei paforeskin
Andrewww · 12 months ago
Ngavasunge wese murume anoenda church yekwaMarange.Ndiwo ma r@pi$t atiinawo muZimbabwe iwayo,Vakangosungwa vese,majeri anobva azara vanhu vanemhosva chaivo,kwete vamwe vavarikusunga
shadows · 12 months ago
robbery cases are reported everyday. so can we say sungai mnhu wese bcoz nyika yazara matsotsi. @ andreww unotopengawo zvako iwe. bvunza hanzvadzi yako one 14 yrs kt imhandara hr. ska akanyengwa kwamarange hr. enda Kuma avenues unoona ma16 yrs ma**** ikoko. ndevekwamarange fut. uri sascum
Lacto · 12 months ago
@naume lamboose wataura chokwadi wanozosara wosvika 18 wapera kare zvaakuda musiki araire vana ega
doug · 12 months ago
Lawyer Tendai Biti is the one who worked hard to have the issue of the age to be fixed at 18 and have the confusion removed
🌶️ · 12 months ago
Maya. It is the president. Biti apinda papi
👁️ · 12 months ago
Doug is right, Biti argued the difference in age limits btwn boys and gals and he won ku supreme court. what was left was aligning the laws with the constitution which was taking long due to the goings on in parliament hence the president using the executive powers..
naume lamboos · 12 months ago
hazvishande izvi cz vnasikana vakuda zvinhu ,anogona hke kusvika 18dzacho bt anenge akaziva murume kare
Hokoyo Mapostori · 12 months ago
Ana Manyengavana mabaka kungokanda mutirongo kwakurasa makeys ejeri
Nimrod · 12 months ago
Mutemo yenyu haishandi kwedu KwaMarange
THERAPIST · 12 months ago
Sure team rekwamarange ndiro riri ku abuser vana tangai kusunga madhara e church yekwamarange anorora vana vane ma 13 years
shadows · 12 months ago
musavenge vanhu. don't group ppl according to church. nanganai nevanhu vanenge vakanganisa. I d I o t
Unknown · 12 months ago
Don't try to defend the truth just bcoz ndo church yako,, I personally know quite a lot of men from your church who took children as little as 14 yrs to be wives,,,, if the law was fair enough deyi church iya isina varume,, vazara kuma jeri uko🌚
... · 12 months ago
@shadows...we all know that it's prevelend among them. It's their practice
🧐 · 12 months ago
Asi kuti 18 hongu, tikatarira mamiriro e zvinhu mazuva ano ndo ona kuti 21 chaiyo ndiyo age of consent To avoid scourge of bringing up ma miniature creations, look how Gigantic the ivoriansor west Africans
Bhomora Zvekuti · 12 months ago
🤣🤣🤣 Shuwa vanasikana vanga vanzwa nekuBhuuurwa Bhurwa nana Bvumbururu vaye
yebo · 12 months ago
Vagona havo 👌
· 12 months ago
True that
🤔🤔🤔🤔🤔🤔 · 12 months ago
mutange nekusunga team yekwa Johanne marange apostolic sect nhaika.
,,,dott · 12 months ago
Uri hohonhwa iwe ,,Marange yadii uye zvikupindira papi apa
shadows · 12 months ago
uriduuzvii iwee. ****i chairo. marange yapinda papi. vana vakaitiswa mimba vane ma8; 9;10 yrs mapostori. usangovenga vanhu vanozvinamatira. maccc muri mhaaata hamufunge. zvamunoisa ma**** mumaskuls mune vekwamarange hr. ma**** acho vana vanoaitisa mabaloon hr kna kt vanoisana.
Gire · 12 months ago
@ shadows ko iwe zve ccc zvapinda papi vanhu vasina mabasa munonetsa hamufunge. Vanhu vekwamarange vanozivikanwa nema child marriages ndosaka azvitaura. Zanupf yakakukuvadzai pfungwa vapfanha imi
truth · 12 months ago
musarwadziwe nechokwadi mapositori anonyanya tsika yakadhakwa kudai sei muchina kudefender makuna kuna iwaya

Leave a Comment


Generate a Whatsapp Message

Buy Phones on Credit.

More Deals
Feedback